Yekudzidza
OCTOBER 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: DECEMBER 2-29, 2019
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Jesu neuto rake rekudenga vava pedyo kuuya kuzoparadza vavengi vaMwari pahondo yeAmagedhoni! (Ona nyaya yekudzidza 41, ndima 17)