RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w19 September p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
w19 September p. 32

Nyaya Dziri Pajw.Org

TEVEDZERA KUTENDA KWAVO

“Vaiwirirana Chaizvo”

Vanhu vaviri vaibva mumhuri dzakasiyana uye vaiva nemazera akasiyana vakava sei shamwari dzepedyo? Zvavakaita zvingakubatsirawo sei pakutsvaga shamwari?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > KUTENDA MUNA MWARI > TEVEDZERA KUTENDA KWAVO.

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Kuzvichenesa Kunoita Svosve

Svosve rinofanira kugara richichenesa tunyanga twaro kuti rirarame. Rinoita sei basa iroro rinokosha?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > SAINZI NEBHAIBHERI > ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe