Yekudzidza
SEPTEMBER 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: OCTOBER 28–DECEMBER 1, 2019
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Muapostora Johani akaona “boka guru revanhu” vakapfeka nguo refu chena, uye vakabata mapazi emichindwe. (Ona nyaya yekudzidza 39, ndima 2)