Yekudzidza
JULY 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA SEPTEMBER 2-29, 2019
© 2019 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muBhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Vaparidzi veUmambo vakawanda vane hanya nevanhu vanogara munyika dzisingabvumirwi chiKristu uye vanovaratidza uchenjeri hunobatsira huri muBhaibheri (Ona nyaya yekudzidza 30, ndima 12-13)