RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w19 June p. 32
  • Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
w19 June p. 32

Nyaya Dziri PaJW Library Uye PaJW.ORG

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Kushandisa Maungira Kunoita Dolphin

Nyanzvi dzesainzi dziri kuedza kuvandudza michina inoshanda pasi pemvura dzichitevedzera zvinoitwa nemabottlenose dolphin.

PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > SAINZI NEBHAIBHERI > ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Mungabatsira Sei Mwana Wenyu Kuti Apase?

Kunetsana nemwana wenyu kunoita kuti ashaye mufaro kuchikoro uye kumba! Vabereki vanogona kuongorora chiri kukonzera kuti arege kupasa, vomukurudzira kuti ade kudzidza.

PaJW Library, enda pakanzi PUBLICATIONS > ARTICLE SERIES > MAZANO EKUBATSIRA MHURI.

Pajw.org, enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > WANANO UYE MHURI > KURERA VANA.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe