RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w19 March p. 32
  • Nyaya Dziri Pajw.Org

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri Pajw.Org
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
w19 March p. 32

Nyaya Dziri Pajw.Org

ZVAKANGOITIKA ZVEGA HERE?

Kubhururuka kweNhunzi Inonzi Fruit Fly

Nhunzi iyi inokwanisa kupidiguka-pidiguka sezvinoita ndege diki dzehondo dzinonzi mafighter jets, uye inokwanisa kuzviita munguva iri pasi pesekondi. Zvakangoitika zvega here kuti kapukanana aka kakwanise kupidiguka-pidiguka zvakadaro?

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > SAINZI NEBHAIBHERI.)

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndaiona Sekuti Ndaiva Nezvese Zvandaida

Stéphane aiva muimbi ane mukurumbira, asi ainzwa sekuti pane chaakanga asina uye aisagutsikana. Akawana sei mufaro uye chinangwa muupenyu?

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > RUGARE UYE MUFARO.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe