Yekudzidza
FEBRUARY 2019
NYAYA DZEKUDZIDZA: APRIL 8–MAY 5, 2019
© 2018 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
Jehovha aida kuti vana vanzwe vakachengeteka pavairerwa uye kudzidziswa nevabereki vavo (Ona nyaya 9, ndima 7-8)