RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w19 January p. 32
  • Nyaya Dziri paJW.ORG

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Nyaya Dziri paJW.ORG
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
w19 January p. 32

Nyaya Dziri paJW.ORG

Kutanga nemagazini ino, Nharireyomurindi ichange ichishambadza nyaya itsva muzvikamu zvaimbobudiswa mumagazini edu asi iye zvino dzava kungobudiswa pawebsite yedu inonzi jw.org.

MAZANO EKUBATSIRA MHURI

Zvaungaita Kuti Udzore Hasha

Kuva nehasha uye kunyepedzera kusava nadzo kunogona kukanganisa utano hwako. Ungadzora sei hasha dzako pazvinenge zvisisina kumira zvakanaka?

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > WANANO UYE MHURI.)

BHAIBHERI RINOCHINJA UPENYU

Ndaigara Mumigwagwa

Zvaiitwa naAntonio zvekurwisana nevamwe, kuita zvemadhiragi uye kudhakwa zvaiita kuti anzwe sekuti upenyu hwakanga husina chinangwa. Chii chakazoita kuti agadzirise maonero ake?

(Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > RUGARE UYE MUFARO.)

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe