RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • wp19 nha. 3 p. 16
  • Hama Dzedu Dzakafa Tichazombodziona Here?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Hama Dzedu Dzakafa Tichazombodziona Here?
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • INZWA ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI:
  • Tariro Yokumuka Ndeyechokwadi!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Kuchava Norumuko Rwavakarurama
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Hama Neshamwari Dzako Dzakafa Dzinogona Kuraramazve!
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Kumutswa Kwevakafa—Kuchatoitika!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
Ona Zvimwe
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yeveruzhinji)—2019
wp19 nha. 3 p. 16

Hama Dzedu Dzakafa Tichazombodziona Here?

Nyanzvi yesainzi yakabata pikicha yemurume nemukadzi vachembera

Tese tinofirwa, asi kana munhu akafa zvatopera here? Tichazomboona here hama dzedu dzakafa?

INZWA ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI:

TICHAONANAZVE NEHAMA DZEDU DZAKAFA

‘Vese vari mumakuva evanoyeukwa vachabuda.’​—Johani 5:28, 29.

Mwari anoyeuka vakafa; achavamutsa.

VANHU VACHAMUTSWA PANYIKA

“Kuchava nekumuka kwevakarurama nevasina kururama.”​—Mabasa 24:15.

Mabhiriyoni evanhu achamutswa kuti azorarama nekusingaperi panyika ine rugare.

TARIRO YEKUMUTSWA KWEVANHU NDEYECHOKWADI

“[Mwari] anoverenga uwandu hwenyeredzi; anodzishevedza dzese nemazita.”​—Pisarema 147:4.

Kana Mwari achikwanisa kushevedza nyeredzi nemazita, haangambotadzi kuyeuka vanhu vakafa vaachazomutsa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe