Yekudzidza
DECEMBER 2018
NYAYA DZEKUDZIDZA: FEBRUARY 4–MARCH 3, 2019
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
MYANMAR
Hanzvadzi mbiri dzinowana vanhu vakawanda vekuparidzira mashoko akanaka pamusika muTaunggyi
VAPARIDZI
4 296
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
4 329
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2017)
8 659
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.