Yekudzidza
JUNE 2018
NYAYA DZEKUDZIDZA AUGUST 6–SEPTEMBER 2, 2018
© 2018 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
URUGUAY
Hanzvadzi mbiri dziri kuparidza mashoko mashoma anokosha kumuridzi wechimwe chitoro muMontevideo, guta guru reUruguay
VAPARIDZI
11 711
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
9 001
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2017)
23 426
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.