Yekudzidza
MARCH 2018
NYAYA DZEKUDZIDZA: APRIL 30–JUNE 3, 2018
© 2017 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
CROATIA
Hama mbiri dziri kupa turakiti murume anoita zvekupenda uyo akagara pabhiriji pamberi pechivako chemakore ekuma1500, chinonzi Kaštilac, pedyo neguta reSplit
VAPARIDZI
5 335
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
2 123
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
8 434
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.