RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w18 March p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
w18 March p. 2

Zviri Mukati

VHIKI YAAPRIL 30, 2018–MAY 6, 2018

3 VaKristu Vanofanira Kubhabhatidzwa

VHIKI YAMAY 7-13, 2018

8 Vabereki, Muri Kubatsira Mwana Wenyu Kuti Asvike Pakubhabhatidzwa Here?

Chinangwa chedu chinofanira kuva chei patinoitisa chidzidzo cheBhaibheri? Nei kuri kukanganisa kuti munhu averengere kubhabhatidzwa? Chii chinoita kuti vamwe vabereki vechiKristu vakurudzire vana vavo kumbomira kubhabhatidzwa? Mibvunzo iyi ichakurukurwa munyaya mbiri idzi.

13 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

VHIKI YAMAY 14-20, 2018

14 Nei Zvichikosha Zvikuru Kuti Tigamuchire Vaeni Zvakanaka?

Muapostora Petro akakurudzira vaKristu vepanguva yake kuti: “Gamuchiranai zvakanaka.” (1 Pet. 4:9) Nei zano iroro richikosha mazuva ano? Tingarishandisa sei? Uye tingava sei vaeni vakanaka? Nyaya ino ichakurukura mibvunzo iyi.

19 Nyaya Yeupenyu​—Jehovha Haana Kumbobvira Andisiya!

VHIKI YAMAY 21-27, 2018

23 Chirango—Chinoratidza Rudo rwaMwari

VHIKI YAMAY 28, 2018–JUNE 3, 2018

28 “Teererai Kurangwa Muve Vakachenjera”

Nyaya mbiri idzi dzichatibatsira kunyatsonzwisisa kudzama kwerudo rwaMwari kwatiri urwo rwunoratidzwa nekutiranga kwaanoita. Asi Mwari anotiranga sei? Tinofanira kuitei paanotiranga? Uye tingazviranga sei? Wana mhinduro munyaya idzi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe