Yekudzidza
JANUARY 2018
NYAYA DZEKUDZIDZA: FEBRUARY 26–APRIL 1, 2018
© 2017 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
BOLIVIA
Hama mbiri nemadzimai adzo vari kuisa mabhuku mundege mutaundi reRiberalta, muBeni. Vese mapiyona uye vari kuenda kunzvimbo iri kwayo yega munyika yacho kuti vanoparidza
VAPARIDZI
26 081
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
42 568
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2016)
75 027
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rekudzidzisa Bhaibheri munyika yese uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwekunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.