Yokudzidza
NOVEMBER 2016
NYAYA DZOKUDZIDZA: DECEMBER 26, 2016–JANUARY 29, 2017
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
ANGOLA
Muguta reBenguela, mapiyona chaiwo ari kuitisa chidzidzo cheBhaibheri mumutauro wemasaini, achishandisa bhurocha rinonzi Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi. Vaparidzi 10 vari matsi muguta iroro, vakafara vanhu 62 pavakapinda Chirangaridzo muna 2015.
VAPARIDZI
115 948
ZVIDZIDZO ZVEBHAIBHERI
502 848
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2015)
529 827
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa