RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w16 November p. 2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
w16 November p. 2

Zviri Mukati

3 Ishoko Rainyaradza Zvikuru!

VHIKI YADECEMBER 26, 2016–JANUARY 1, 2017

4 ‘Rambai Muchikurudzirana Zuva Rimwe Nerimwe’

Jehovha Mwari naJesu Kristu ndivo mienzaniso mikuru yekukurudzira vamwe. Muapostora Pauro akaonawo kukosha kwekukurudzira vamwe. Kutevedzera mienzaniso yavo kuchatibatsirawo kuti tive nerudo uye tikurudzirane mumhuri uye muungano dzedu.

VHIKI YAJANUARY 2-8, 2017

9 Takarongwa Maererano Nezviri muBhuku raMwari

VHIKI YAJANUARY 9-15, 2017

14 Unonyatsokoshesa Bhuku raJehovha Here?

Nyaya idzi dzinopindura mibvunzo inotevera: Nei tichitarisira kuti vanhu vaJehovha vamunamate zvakarongeka? Bhaibheri rinobatsira sei vanhu vaMwari kuti vave vakarongeka? Tingaratidza sei kuti tinotsigira sangano raJehovha takavimbika?

19 “Basa Iguru”

VHIKI YAJANUARY 16-22, 2017

21 Kudanwa Kubva Murima

VHIKI YAJANUARY 23-29, 2017

26 Vakabuda Muchitendero Chenhema

Nyaya idzi dzinotsanangura kuti vanhu vaMwari vakatapwa riini neBhabhironi uye kuti vaKristu vakazodzwa vakaitei pakupera kwemakore ekuma1800 kuti vanzwisise Shoko raJehovha zvakarurama. Tichaongororawo kuti Vadzidzi veBhaibheri vakaitei kuti varatidze kuti vakanga vakatsunga kuparadzana neBhabhironi Guru, uye tichadzidza kuti kutapwa kwevanhu vaMwari neBhabhironi kwakaguma riini.

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe