Yokudzidza
SEPTEMBER 2016
NYAYA DZOKUDZIDZA: OCTOBER 24–NOVEMBER 27, 2016
© 2016 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
MUFANANIDZO URI PAKAVHA:
FIJI
Hama nehanzvadzi dziri mumaruwa ari pedyo neSuva, guta guru reFiji, dziri kunakidzwa nekuudza mashoko akanaka kuvanhu vose vavari kusangana navo
VAGARI VEMO
887 027
VAPARIDZI
3 097
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2015)
11 845
Magazini ino haitengeswi. Ndeimwe yemabhuku anoshandiswa pabasa rokudzidzisa Bhaibheri munyika yose uye basa iri rinotsigirwa nezvipo.
Magwaro anobva muShanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene, kunze kwokunge pataurwa kuti pane pamwe paatorwa.