Zviri Mukati
VHIKI YAOCTOBER 24-30, 2016
3 “Maoko Ako Ngaarege Kushayiwa Simba”
VHIKI YAOCTOBER 31, 2016–NOVEMBER 6, 2016
8 Ramba Uchirwira Kukomborerwa naJehovha
Matambudziko atinosangana nawo anogona kuita kuti maoko edu ashaye simba kana kuti kutiodza mwoyo. Ona kuti ruoko rwaJehovha rune simba runogona sei kutipa simba neushingi kuti titsungirire. Uye ona kuti ungaita sei kuti urwire kukomborerwa naJehovha.
13 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
14 Kudzivirira Mashoko Akanaka Pamberi Pevanhu Vane Masimba
VHIKI YANOVEMBER 7-13, 2016
17 Mapfekero Ako Anoita Kuti Mwari Akudzwe Here?
Vashumiri vaMwari pasi rese vanoda kupfeka mbatya dzakatsvinda, dzakachena uye dzinogamuchirika kwavanogara. Izvi zvinoenderana nemazano ari muMagwaro. Ungava sei nechokwadi chekuti mapfekero ako anoita kuti Mwari akudzwe?
22 Batsirwa Nekutungamirira kwaJehovha Mazuva Ano
VHIKI YANOVEMBER 14-20, 2016
23 Vechidiki, Simbisai Kutenda Kwenyu
VHIKI YANOVEMBER 21-27, 2016
28 Vabereki, Batsirai Vana Venyu Kuti Vave Nekutenda
Munyaya mbiri idzi tichaona kuti vechidiki vangadzidza sei kushandisa simba rekufunga kuti vasimbise uye vadzivirire kutenda kwavo. Tichaonawo kuti vabereki vechiKristu vangaitei kuti vana vavo vave nekutenda muna Mwari uye muShoko rake.