RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 12/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 12/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

December 15, 2015

© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

FEBRUARY 1-7, 2016

Jehovha ndiMwari Anotaura Nevashumiri Vake

PEJI 4

FEBRUARY 8-14, 2016

Shanduro Inoratidza Kuti Shoko raMwari Ibenyu

PEJI 9

FEBRUARY 15-21, 2016

Shandisa Rurimi Rwako Zvakanaka

PEJI 18

FEBRUARY 22-28, 2016

Jehovha Achakutsigira

PEJI 23

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Jehovha ndiMwari Anotaura Nevashumiri Vake

▪ Shanduro Inoratidza Kuti Shoko raMwari Ibenyu

Kubvira kare, Jehovha aitaura nevashumiri vake nemitauro yakasiyana-siyana. Nyaya idzi dzinoratidza kuti kushandiswa kwemitauro yakasiyana-siyana hakuna kumutadzisa kuti ataure nevanhu. Tichaona kuti Shanduro yeNyika Itsva, kusanganisira ya2013 yakadzokororwa, iri kutsvenesa sei zita raMwari uye iri kuita sei kuti kuda kwake kuzivikanwe.

▪ Shandisa Rurimi Rwako Zvakanaka

Chipo chinoshamisa chekutaura chatiinacho chinobva kuna Mwari. Nyaya ino inotaura nezvezvinhu zvitatu zvatinofanira kufunga nezvazvo patinotaura. Inotikurudzirawo kuti titevedzere Jesu nekushandisa chipo ichi kuti tirumbidze Mwari uye kuti tibatsire vamwe.

▪ Jehovha Achakutsigira

Tose tinomborwara, saka tinofanira kuona sei kuporeswa kwakaitwa vanhu kunotaurwa muBhaibheri? Chii chatinofanira kufunga nezvacho patinoudzwa nezvenzira dzokurapwa nadzo? Nyaya ino inopindura mibvunzo iyi uye inotibatsira kuti tiite zvisarudzo zvakanaka.

DZIMWEWO NYAYA

3 Unoyeuka Here?

14 Shanduro yeNyika Itsva ya2013 Yakadzokororwa

28 Ndava Neushamwari naMwari Uye Naamai Vangu

32 Indekisi Yenyaya dzeNharireyomurindi dza2015

KAVHA: Piyona chaiye achiparidzira amai nevana vavo mashoko akanaka. ChiSpanish nechiGuarani ndiyo mitauro inonyanya kushandiswa munyika yacho, uye mashoko akanaka ari kuparidzwa mumitauro iyoyo

PARAGUAY

VAGARI VEMO

6 800 236

VAPARIDZI

9 760

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe