Zviri Mukati
November 15, 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
DECEMBER 28, 2015–JANUARY 3, 2016
Dzidzisai Mwana Wenyu Muduku Kuti Ashumire Jehovha
PEJI 3
JANUARY 4-10, 2016
Dzidzisai Mwana Wenyu Ari Kuyaruka Kuti Ashumire Jehovha
PEJI 8
JANUARY 11-17, 2016
PEJI 16
JANUARY 18-24, 2016
Unoda “Muvakidzani Wako Sezvaunozviita” Here?
PEJI 21
JANUARY 25-31, 2016
Makore 100 Tichitongwa neUmambo!
PEJI 26
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Dzidzisai Mwana Wenyu Muduku Kuti Ashumire Jehovha
▪ Dzidzisai Mwana Wenyu Ari Kuyaruka Kuti Ashumire Jehovha
Jehovha akapa vabereki basa rinokosha chaizvo rokudzidzisa vana vavo kuti vamushumire. Nyaya mbiri idzi dzinoratidza kuti vabereki vangatevedzera sei Jesu pakuratidza rudo, kuzvininipisa uye uchenjeri pavanenge vachidzidzisa vana vavo.
▪ Jehovha ndiMwari Werudo
▪ Unoda “Muvakidzani Wako Sezvaunozviita” Here?
Nyaya yokutanga panyaya mbiri idzi inonyatsoratidza kuti Jehovha ndiMwari werudo. Inotaurawo kuti Mwari akaratidza sei kuti anoda vanhu. Nyaya yechipiri inotsanangura kuti vashumiri vaJehovha vanoratidza sei kuti vanoda muvakidzani.
▪ Makore 100 Tichitongwa neUmambo!
Nyaya ino inotaura zvakaitwa pabasa redu rekuparidza mashoko akanaka mumakore 100 apfuura tichitongwa neUmambo. Ona zvimwe zvinhu zvatakashandisa uye dzimwe nzira dzatakashandisa pabasa redu rokuita kuti vanhu vave vadzidzi. Onawo kudzidziswa kwaiitwa vaparidzi veUmambo mumakore ose aya.
KAVHA: Mutariri wedunhu nemapiyona chaiwo vachifamba nechikepe muAmazon. Vanonakidzwa nokuzivisa mashoko akanaka mumisha iri pedyo neRwizi rwaAmazon uye iri pedyo nedzimwe nzizi dzinodira marwuri
BRAZIL
VAGARI VEMO
203 067 835
VAPARIDZI
794 766
MAPIYONA
84 550
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2014)