RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2015

© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

NOVEMBER 30, 2015–DECEMBER 6, 2015

Unoona Ruoko rwaMwari Muupenyu Hwako Here?

PEJI 4

DECEMBER 7-13, 2015

“Tiwedzereiwo Kutenda”

PEJI 9

DECEMBER 14-20, 2015

Shumira Jehovha Usingatsauswi

PEJI 18

DECEMBER 21-27, 2015

Ramba Uchifungisisa Zvinhu Zvokunamata

PEJI 23

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Unoona Ruoko rwaMwari Muupenyu Hwako Here?

▪ “Tiwedzereiwo Kutenda”

Munyaya yokutanga tichadzidza kuti tingaitei kuti tione ruoko rwaMwari muupenyu hwedu. Tichadzidzawo zvatingaita kuti tisafanana nevaya vanotadza kuona Mwari. Nyaya yechipiri inoratidza kuti kutenda kunokosha zvakadini kuti tipone. Inokurukurawo nzira dzatingasimbisa nadzo kutenda uye dzatingaratidza nadzo kuti tine kutenda.—VaH. 11:6.

▪ Shumira Jehovha Usingatsauswi

▪ Ramba Uchifungisisa Zvinhu Zvokunamata

Tiri kurarama munyika yakazara nezvinhu zvinotsausa. Tingaitei kuti tisatsauswa, toramba takaisa pfungwa dzedu pazvinhu zvokunamata? Chimwe chatingaita kuverenga Shoko raMwari. Asi tingaita sei kuti tinyatsobatsirwa patinenge tichiriverenga? Nyaya dzino dzichatsanangura.

DZIMWEWO NYAYA

3 ‘Rambai Muchida Varume Vakadaro’

14 Havana Kudemba Zvavakasarudza Vachiri Mudiki

28 Kuswedera Pedyo naMwari Kwakandinakira

30 “Munhu Asina Zivo Anongotenda Mashoko Ose”

KAVHA: Hama ichiitisa musangano webasa romumunda mune rimwe taundi duku rinonzi St. Helens kuTasmania riri pedyo negungwa

TASMANIA, AUSTRALIA

VAGARI VEMO

514 800

UNGANO

24

VAPARIDZI

1 779

MUPARIDZI MUMWE ANOFANIRA KUPARIDZIRA VANHU

289

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe