RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 9/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 9/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

September 15, 2015

© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

OCTOBER 26, 2015–NOVEMBER 1, 2015

Uri Kushanda Nesimba Kuti Utevedzere Kukura kwaKristu Here?

PEJI 3

NOVEMBER 2-8, 2015

Hana Yako Inokutungamirira Zvakanaka Here?

PEJI 8

NOVEMBER 9-15, 2015

“Mirai Makasimba Mukutenda”

PEJI 13

NOVEMBER 16-22, 2015

Jehovha Anoratidza Sei Kuti Anotida?

PEJI 18

NOVEMBER 23-29, 2015

Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha?

PEJI 23

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Uri Kushanda Nesimba Kuti Utevedzere Kukura kwaKristu Here?

▪ Hana Yako Inokutungamirira Zvakanaka Here?

Vashumiri vaMwari vanofanira kushanda nesimba kuti vakure pakunamata. Vanofanirawo kudzidzisa hana dzavo dzavakapiwa naMwari. Nyaya idzi dzinotaura kuti kukura pakunamata uye kudzidzisa hana dzedu kunotibatsira sei muupenyu.

▪ “Mirai Makasimba Mukutenda”

Zvakaitika kuna Petro paakaedza kufamba pamusoro pemvura muGungwa reGarireya zvinotidzidzisa zvidzidzo zvinokosha panyaya yokutenda. Nyaya ino ichatibatsira kuona patinogona kunge tisina kusimba pakutenda uye kuti tingapasimbisa sei.

▪ Jehovha Anoratidza Sei Kuti Anotida?

▪ Tingaratidza Sei Kuti Tinoda Jehovha?

Kana tikaziva kuti Jehovha anotida uye kana tikamudawo, tinova nemufaro uye tinogutsikana muupenyu. Munyaya mbiri idzi, tichakurukura nzira idzo Jehovha anoratidza nadzo kuti anotida uye kuti tingaratidzawo sei kuti tinomuda.

DZIMWEWO NYAYA

28 Chikomborero chaJehovha Chakandipfumisa

KAVHA: Vaparidzi vokuItaly vanopinda neungano yemutauro weChinese vachitaura nevanhu vashanyira guta reRome. Mwedzi woga woga mazana evanhu anouya pazvingoro zvatinoshandisa pakuparidza munzvimbo dzine zvivako zvekare zvine mukurumbira

ITALY

VAGARI VEMO

60 782 668

VAPARIDZI

251 650

MAPIYONA

33 073

Vaparidzi vanopfuura 24 000 vari kuparidza mashoko akanaka mumitauro 37 yekune dzimwe nyika

Mufananidzo uri papeji 2
    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe