Zviri Mukati
August 15, 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
SEPTEMBER 28, 2015–OCTOBER 4, 2015
Fungisisa Nezverudo rwaJehovha Rwusingaperi
PEJI 9
OCTOBER 5-11, 2015
PEJI 14
OCTOBER 12-18, 2015
Gadzirira Iye Zvino Kuzorarama Munyika Itsva
PEJI 19
OCTOBER 19-25, 2015
Ngwarira Shamwari Dzakaipa Mumazuva Ano Okupedzisira
PEJI 24
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Fungisisa Nezverudo rwaJehovha Rwusingaperi
Jehovha anoramba achida vanhu vake. Munyaya ino tichaona kuti Mwari anoratidza sei kuti anotida. Kufungisisa nezvekudiwa kwatinoitwa naJehovha kuchatibatsira kuti tisimbise ushamwari hwedu naye.
▪ Ramba Wakamirira!
▪ Gadzirira Iye Zvino Kuzorarama Munyika Itsva
Pasinei nokuti tava nenguva refu takamirira nyika itsva, tinofanira kuziva kuti Jehovha achazadzisa zvaakavimbisa. Nyaya idzi dzichataura nezveuchapupu huri muMagwaro hunotibatsira kuti tirambe takamirira.
▪ Ngwarira Shamwari Dzakaipa Mumazuva Ano Okupedzisira
Nei zvichikosha chaizvo kuti tingwarire shamwari dzakaipa mumazuva ano okupedzisira? Shoko raMwari rinotibatsira sei kuti tiite izvozvo? Mibvunzo iyoyi nemimwewo, ichapindurwa munyaya ino.
DZIMWEWO NYAYA
KAVHA: Hama yechiduku ichiparidza zvisina kurongwa ichishandisa vhidhiyo iri pajw.org, muguta reEsperanza
ARGENTINA
VAGARI VEMO
42 670 000
VAPARIDZI
150 171
MAPIYONA ENGUVA DZOSE
18 538
VANODZIDZA BHAIBHERI
126 661
VAKAPINDA CHIRANGARIDZO (2014)