RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 7/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 7/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

July 15, 2015

© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

AUGUST 31, 2015–SEPTEMBER 6, 2015

Shanda Nesimba Kuti Paradhiso Yokunamata Iwedzere Kunaka

PEJI 7

SEPTEMBER 7-13, 2015

“Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”!

PEJI 14

SEPTEMBER 14-20, 2015

Ramba Uchitsigira Umambo hwaMwari

PEJI 22

SEPTEMBER 21-27, 2015

Iyi Ndiyo Nzvimbo Yedu Yokunamatira

PEJI 27

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Shanda Nesimba Kuti Paradhiso Yokunamata Iwedzere Kunaka

Vanhu vaJehovha vari muparadhiso yokunamata iri muchikamu chepanyika chesangano raMwari. Tingaratidza sei kuti tinokoshesa zvatakaitirwa naJehovha izvi, uye mumwe nomumwe wedu anofanira kuitei kuti paradhiso yedu yokunamata iwedzere kunaka? Nyaya ino ichapindura mibvunzo iyi.

▪ “Kununurwa Kwenyu Kuri Kuswedera Pedyo”!

Nyaya ino inotaura zvinhu zvichaitika munguva pfupi iri kuuya. Tichaonawo kuti nei vanhu vaMwari vachikwanisa kuvimba naJehovha munguva yokutambudzika kukuru.

▪ Ramba Uchitsigira Umambo hwaMwari

Munyika ino yaSatani, vanhu vanotsigira zvinhu zvakasiyana-siyana. Asi vaKristu vakavimbisa Jehovha kuti vacharamba vachimutsigira. Nyaya ino ichataura kuti nei tisina divi ratinotsigira pamagakava anoitwa munyika uye kuti tingadzidzisa sei pfungwa dzedu nehana dzedu kuti tirambe tisina kwatakarerekera sevaKristu.

▪ Iyi Ndiyo Nzvimbo Yedu Yokunamatira

Vanhu vaJehovha vanoungana muDzimba dzoUmambo nezvimwewo zvivako kuti vanamate. Munyaya ino tichakurukura mazano ari muBhaibheri anotibatsira kuona kuti tingaremekedza sei nzvimbo dzatinonamatira, tingaita sei kuti dzivakwe uye tingadzichenesa sei nokudzigadziridza, zvichiita kuti Jehovha akudzwe.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda​—kuRussia

12 Kushumira Jehovha ‘Mumazuva Okutambudzika’

20 Zvinokosha Here Kuti Ndiani Anoona Basa Raunoita?

32 Waizviziva Here?

KAVHA: Hama nehanzvadzi dzichimbozorora dzichidya dziri mubasa romumunda dzichishanda ndima yakakura yeSiberia

RUSSIA

VAGARI VEMO

143 930 000

VAPARIDZI

171 26

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe