RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w15 5/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
w15 5/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

May 15, 2015

© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

JUNE 29, 2015–JULY 5, 2015

Ngwarira​—Satani Anoda Kukudya!

PEJI 9 • NZIYO: 54, 43

JULY 6-12, 2015

Unogona Kurwisa Satani Womukunda!

PEJI 14 • NZIYO: 60, 100

JULY 13-19, 2015

‘Vakaona’ Zvipikirwa

PEJI 19 • NZIYO: 81, 134

JULY 20-26, 2015

Tevedzera Jehovha Uyo Anovimbisa Upenyu Husingaperi

PEJI 24 • NZIYO: 12, 69

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Ngwarira—Satani Anoda Kukudya!

▪ Unogona Kurwisa Satani Womukunda!

Bhaibheri rinofananidza Satani neshumba inodzvova iri kutsvaka vanhu vokudya. Satani ane simba, utsinye uye unyengeri. Nyaya dzino dzichatibatsira kuona kuti nei tichifanira kumira takasimba pakurwisa muvengi uyu anotyisa. Tichaonawo kuti tingazvidzivirira sei kuti tisabatwa nemisungo yake.

▪ ‘Vakaona’ Zvipikirwa

▪ Tevedzera Jehovha Uyo Anovimbisa Upenyu Husingaperi

Jehovha akatipa chipo chokufungidzira zvakaita zvinhu zvatisati tamboona. Tinogona kushandisa chipo ichi zvakanaka kana kuti zvakaipa. Munyaya idzi tichadzidza nezvevamwe vanhu vanotaurwa muBhaibheri vaifungidzira zvakaita ramangwana ravo. Tichaona kuti tingatevedzera sei muenzaniso wavo, tosimbisa kutenda kwedu. Tichadzidzawo kuti kufungidzira manzwiro ari kuita vamwe kunotibatsira sei kutevedzera Jehovha pakuva nerudo, mutsa, uchenjeri uye mufaro.

DZIMWEWO NYAYA

3 Kuyeuka Rudo Rwangu Rwepakutanga Kunoita Kuti Nditsungirire

29 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

KAVHA: Hama mbiri dzichidzidza nemunhu Bhaibheri

ARMENIA

VAGARI VEMO

3 026 900

VAPARIDZI

11 143

MAPIYONA ENGUVA DZOSE

2 205
23 844

Nhamba yevanhu vakapinda Chirangaridzo musi wa14 April 2014 yaipeta kaviri nhamba yevaparidzi

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe