Zviri Mukati
March 15, 2015
© 2015 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
MAY 4-10, 2015
Iyi Ndiyo “Nzira Yamakabvumira”
PEJI 7 • NZIYO: 65, 64
MAY 11-17, 2015
PEJI 12 • NZIYO: 108, 24
MAY 18-24, 2015
Zvatinodzidza Mumufananidzo Wematarenda
PEJI 19 • NZIYO: 101, 116
MAY 25-31, 2015
Ngatirambei Tichitsigira Hama dzaKristu
PEJI 25 • NZIYO: 107, 63
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Iyi Ndiyo “Nzira Yamakabvumira”
▪ ‘Ucharamba Wakarinda’ Here?
Nyaya yokutanga ichataura kuti Jehovha ari kudzidzisa sei vanhu vake nenzira yakajeka uye iri nyore. Nyaya yechipiri ichaongorora mufananidzo waJesu wemhandara gumi uye kuti unotibatsira sei kuti tirambe takamuka pakunamata.
▪ Zvatinodzidza Mumufananidzo Wematarenda
▪ Ngatirambei Tichitsigira Hama dzaKristu
Jesu paaitaura nezvechiratidzo chokuvapo kwake, akataura mifananidzo miviri yatichakurukura. Mumwe ndewevaranda vakapiwa matarenda uye mumwe wacho unotaura nezvokuparadzaniswa kwevanhu sezvinoitwa makwai nembudzi. Ona kuti nei Jesu akataura mifananidzo iyi uye kuti inoshandawo sei kwatiri.
DZIMWEWO NYAYA
17 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
30 Murayiro Wokuroorana “munaShe Chete”—Uchiri Kushanda Here?
KAVHA: Vanhu vakawanda vanoshanya muguta rinonzi Copán kuzoona matongo eColumbia, asi Zvapupu zvaJehovha ikoko zviri kubatsira vanhu kuti vazive zvichaitika mune remangwana
HONDURAS
VAGARI VEMO
8 111 000
VAPARIDZI
22 098
MAPIYONA ENGUVA DZOSE
3 471
Mutauro wechiSpanish ndiwo unotaurwa nevakawanda muHonduras. Asi vaparidzi 365 vari muungano 12 vanoshandisa mutauro unonzi Garifuna. Munewo ungano 11 nemapoka 3 anoshandisa Mutauro Wemasaini womuHonduras