Zviri Mukati
November 15, 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
DECEMBER 29, 2014–JANUARY 4, 2015
Kumutswa kwaJesu Kunotibatsira Sei?
JANUARY 5-11, 2015
Nei Tichifanira Kuva Vatsvene?
PEJI 8 • NZIYO: 119, 17
JANUARY 12-18, 2015
Tinofanira Kuva Vatsvene Pane Zvose Zvatinoita
PEJI 13 • NZIYO: 65, 106
JANUARY 19-25, 2015
“Vanhu Avo Mwari Wavo Ari Jehovha”
PEJI 18 • NZIYO: 46, 63
JANUARY 26, 2015–FEBRUARY 1, 2015
PEJI 23 • NZIYO: 112, 101
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Kumutswa kwaJesu Kunotibatsira Sei?
Ona kuti nei tiine chokwadi chokuti Jesu akamutswa uye kuti mupenyu. Nyaya ino inoratidzawo kuti kumutswa kwaKristu kuti ararame kudenga asingafi kunofanira kutibatsira sei uye kunoita kuti tiite sei pabasa redu sevazivisi voUmambo.
▪ Nei Tichifanira Kuva Vatsvene?
▪ Tinofanira Kuva Vatsvene Pane Zvose Zvatinoita
Nyaya idzi dzinonyanya kutaura zviri mubhuku raRevhitiko. Dzinoratidza kuti nei Jehovha achida kuti tive vatsvene uye kuti tingaratidza sei kuti tiri vatsvene. Tichaonawo zvatingaita kuti tive vatsvene pane zvose zvatinoita.
▪ “Vanhu Avo Mwari Wavo Ari Jehovha”
▪ “Zvino Mava Rudzi rwaMwari”
Vamwe vanhu vatinodzidza navo Bhaibheri vanoomerwa nokunzwisisa kuti Jehovha ane sangano rimwe chete panyika. Vanofunga kuti Mwari haana basa nokuti uri muchitendero chipi, chaanongoda chete ndechokuti munhu amunamate nemwoyo wose. Nyaya idzi dzicharatidza kuti zvinokosha kuziva vanhu vaMwari uye kunamata pamwe chete navo.
KAVHA: Vaparidzi voUmambo vachiparidza muguta reSantiago de Cuba. Iri ndiro guta rechipiri pakukura munyika iyi uye rinozivikanwa nemimhanzi uye mitambo inoratidza tsika nemagariro evanhu veko
CUBA
VAGARI VEMO
11 163 934
VAPARIDZI
96 206
MAPIYONA ENGUVA DZOSE
9 040