RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w14 9/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
w14 9/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

September 15, 2014

© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

YOKUDZIDZA

OCTOBER 27, 2014–NOVEMBER 2, 2014

Unonyatsodavira Here Kuti Wakawana Chokwadi? Nei Uchidaro?

PEJI 7 • NZIYO: 28, 107

NOVEMBER 3-9, 2014

Ramba Uchishumira Mwari Pasinei ‘Nematambudziko Mazhinji’

PEJI 12 • NZIYO: 135, 133

NOVEMBER 10-16, 2014

Vabereki Chengetai Vana Venyu Sezvinoita Mufudzi

PEJI 17 • NZIYO: 88, 24

NOVEMBER 17-23, 2014

Muvengi Wokupedzisira, Rufu, Achaparadzwa

PEJI 23 • NZIYO: 111, 109

NOVEMBER 24-30, 2014

Fungai Vaya Vari Mubasa Renguva Yakazara

PEJI 28 • NZIYO: 95, 100

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Unonyatsodavira Here Kuti Wakawana Chokwadi? Nei Uchidaro?

Nyaya ino ichakurukura zvimwe zvikonzero zvinoita vanhu vakawanda vabvume kuti chitendero cheZvapupu zvaJehovha ndechechokwadi. Tichakurukurawo zvikonzero zvinoita kuti tinyatsodavira kuti chitendero chedu ndechechokwadi.

▪ Ramba Uchishumira Mwari Pasinei ‘Nematambudziko Mazhinji’

Munyika yaSatani tose tinototambura chete. Dzimwe nguva Satani anotirwisa zvakananga asi dzimwe nguva zvisina kunanga. Nyaya ino ichatibatsira kuziva miedzo iyoyo yaSatani uye kuti tingagadzirira sei kuirwisa.

▪ Vabereki Chengetai Vana Venyu Sezvinoita Mufudzi

Vabereki vanofanira kurera vana vavo “mukuranga nokutungamirira pfungwa kunoitwa naJehovha.” (VaEf. 6:4) Nyaya ino inotaura zvinhu zvitatu zvingaitwa nevabereki kuti vaite izvozvo uye kuti vaite sevafudzi pakutungamirira vana vavo pakunamata.

▪ Muvengi Wokupedzisira, Rufu, Achaparadzwa

Zvakafamba sei kuti vanhu vafe? ‘Muvengi wokupedzisira, rufu,’ achaparadzwa sei? (1 VaK. 15:26) Ona kuti mhinduro dzacho dzinoratidza sei kuti Jehovha anotonga zvakarurama, ane uchenjeri uye ane rudo.

▪ Fungai Vaya Vari Mubasa Renguva Yakazara

Jehovha agara aine vashumiri vakatendeka vari mubasa renguva yakazara vanomushumira pasinei nematambudziko avanosangana nawo munyika ino yakaipa. Tingaitei kuti tifunge ‘basa ravo rinobva pakutenda nebasa ravo rorudo’?—1 VaT. 1:3.

DZIMWEWO NYAYA

3 Uri ‘Kutsvaka Kuva Mutariri’ Here?

22 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

KAVHA: Hama mbiri dziri kuparidzira murume anoita basa rokubata hove kuNegombo kumahombekombe ari kumadokero kweSri Lanka

SRI LANKA

VAGARI VEMO

20 860 000

VAPARIDZI

5 600

MAPIYONA ENGUVA DZOSE

641

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe