RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w14 7/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
w14 7/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

July 15, 2014

© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

NYAYA DZOKUDZIDZA

SEPTEMBER 1-7, 2014

“Jehovha Anoziva Vaya Vari Vake”

PEJI 7 • NZIYO: 63, 66

SEPTEMBER 8-14, 2014

Vanhu vaJehovha Vanoramba “Zvinhu Zvisina Kururama”

PEJI 12 • NZIYO: 64, 61

SEPTEMBER 15-21, 2014

“Imi Muri Zvapupu Zvangu”

PEJI 23 • NZIYO: 31, 92

SEPTEMBER 22-28, 2014

“Muchava Zvapupu Zvangu”

PEJI 28 • NZIYO: 102, 103

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ “Jehovha Anoziva Vaya Vari Vake”

▪ Vanhu vaJehovha Vanoramba “Zvinhu Zvisina Kururama”

Nyaya idzi dzinotibatsira kunzwisisa zvatinoverenga pana 2 Timoti 2:19 uye dzinoratidza kuti rugwaro urwu rwakabatana sei nezvakaitika mumazuva aMosesi. Dzidza kuti mazuva ano vaKristu vangaratidza sei kuti ‘ndevaJehovha’ uye kuti ‘vanoramba zvinhu zvisina kururama.’

▪ “Imi Muri Zvapupu Zvangu”

▪ “Muchava Zvapupu Zvangu”

Munyaya idzi tichaona kuti zvinorevei kunzi Zvapupu zvaJehovha. Ona kuti kuva zvapupu zvaJehovha uye zvaJesu kunotibatsira sei kuti tishingaire muushumiri hwedu uye kuti mararamiro edu akudze Mwari naKristu.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuMicronesia

17 Ndakafirwa naBaba Ndikawana Vamwe Baba

KAVHA: Hanzvadzi mbiri dziri kushandisa bhuku raBhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? kuparidzira vakadzi vechiNdebele vakapfeka zvipfeko zverudzi rwavo. Vakagara pamberi peimba yakagadzirwa sezvinoitwa dzimwe dzimba dzokumusha kwavo. Vanhu vechiNdebele vanongova 2% yevagari vose vomuSouth Africa

SOUTH AFRICA

VAGARI VEMO

50 500 000

NHAMBA YEPAMUSOROSORO YEVAPARIDZI

94 101

VAPARIDZI VANOTAURA NDEBELE

1 003

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe