RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w14 6/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
w14 6/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

June 15, 2014

© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania

NYAYA DZOKUDZIDZA

AUGUST 4-10, 2014

“Ida Jehovha Mwari Wako”

PEJI 12 • NZIYO: 3, 65

AUGUST 11-17, 2014

“Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

PEJI 17 • NZIYO: 84, 72

AUGUST 18-24, 2014

Unoona Vasina Simba Sezvinoita Jehovha Here?

PEJI 23 • NZIYO: 77, 79

AUGUST 25-31, 2014

Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvakawanda Muungano

PEJI 28 • NZIYO: 42, 124

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ “Ida Jehovha Mwari Wako”

▪ “Ida Muvakidzani Wako Sezvaunozviita”

Nyaya idzi dzinotaura nezvemirayiro mikuru miviri yoMutemo yakataurwa naJesu Kristu. Dzidza kuti Jesu airevei paakati tinofanira kuda Jehovha nomwoyo wedu wose, nomweya wedu wose uye nepfungwa dzedu dzose. Ona kuti tingaitei kuti tiratidze kuti tinoda muvakidzani wedu sezvatinozviita.

▪ Unoona Vasina Simba Sezvinoita Jehovha Here?

▪ Batsira Vamwe Kuti Vaite Zvakawanda Muungano

Munyaya yokutanga tichadzidza kuti tingabatsira sei vaya vanonetseka nokunzwa sokuti havana simba. Munyaya yechipiri tichadzidza kuti tingabatsira sei vechiduku uye vachangobhabhatidzwa kuti vakwanise kuita zvakawanda muungano.

DZIMWEWO NYAYA

3 “Enzanisa Nzira Yetsoka Yako” Kuti Ufambire Mberi

7 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

8 Tingabatsira Sei Watinonamata Naye Akarambana Nemumwe Wake?

22 Unoyeuka Here?

KAVHA: Vabati vehove vanotaura mutauro unonzi Mbukushu, vanogara pedyo nerwizi rwaOkavango rwuri kuBotswana vari kunzwa mashoko akanaka

BOTSWANA

VAGARI VEMO

2 021 000

VAPARIDZI

2 096

UNGANO

47

VAKAPINDA CHIRANGARIDZO MUNA 2013

5 735

Mepu iri papeji 2

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe