Zviri Mukati
May 15, 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
YOKUDZIDZA
JULY 7-13, 2014
Tinofanira ‘Kupindura’ Sei Munhu Mumwe Nomumwe?
PEJI 6 • NZIYO: 96, 93
JULY 14-20, 2014
Itira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitirewo Paunenge Uchiparidza
PEJI 11 • NZIYO: 73, 98
JULY 21-27, 2014
PEJI 21 • NZIYO: 125, 53
JULY 28, 2014–AUGUST 3, 2014
Uri Kufambirana Nesangano raJehovha Here?
PEJI 26 • NZIYO: 45, 27
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Tinofanira ‘Kupindura’ Sei Munhu Mumwe Nomumwe?
▪ Itira Vamwe Zvaunoda Kuti Vakuitirewo Paunenge Uchiparidza
Patinenge tichiparidza, tinombobvunzwa mibvunzo yakaoma. Nyaya yokutanga inotaura zvinhu zvitatu zvatingaita kuti tipe mhinduro dzinobaya mwoyo yevanhu. (VaK. 4:6) Nyaya yechipiri inoratidza kuti mashoko aJesu ari pana Mateu 7:12 anofanira kutibatsira sei muushumiri.
▪ Jehovha ndiMwari Akarongeka
▪ Uri Kufambirana Nesangano raJehovha Here?
Jehovha agara akaronga vashumiri vake. Munyaya mbiri idzi, dzidza kuti Mwari anoda kuti tiitei sevanhu vake. Onawo kuti nei zvichikosha kuti tirambe takavimbika kusangano riri kushandiswa naJehovha mazuva ano.
KAVHA: Kuparidzira pamusika wehove padivi pomugwagwa. Pachitsuwa ichi panotaurwa mitauro inopfuura 20
SAIPAN
VAGARI VEMO
48 220
VAPARIDZI
201
MAPIYONA ENGUVA DZOSE
32
MAPIYONA EBETSERO
76
Muna 2013 vakapinda Chirangaridzo vaiva 570