Zviri Mukati
April 15, 2014
© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
NYAYA YOKUDZIDZA
JUNE 2-8, 2014
PEJI 3 • NZIYO: 33, 133
JUNE 9-15, 2014
Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?
PEJI 8 • NZIYO: 81, 132
JUNE 16-22, 2014
Hapana Munhu Anogona Kushandira Vanatenzi Vaviri
PEJI 17 • NZIYO: 62, 106
JUNE 23-29, 2014
Iva Akashinga Kwazvo—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako!
PEJI 22 • NZIYO: 22, 95
JUNE 30, 2014–JULY 6, 2014
Unonzwisisa Here Kuti Nei Jehovha Achititarisa?
PEJI 27 • NZIYO: 69, 120
NYAYA DZOKUDZIDZA
▪ Tevedzera Kutenda kwaMosesi
▪ Unoona “Uyo Asingaoneki” Here?
Kutenda kwakaita kuti Mosesi aone zvinhu zvaisaonekwa nemaziso ake. Nyaya idzi dzichatibatsira kuti tingava sei nokutenda sekwaiva naMosesi uye kuti ‘tirambe takasimba setinoona Uyo asingaoneki.’—VaH. 11:27.
▪ Hapana Munhu Anogona Kushandira Vanatenzi Vaviri
▪ Iva Akashinga Kwazvo—Jehovha Ndiye Mubatsiri Wako!
Kune mamiriyoni evanhu munyika yose anotamira kune dzimwe nyika kunotsvaka basa. Vakawanda vanosiya vavakaroorana navo uye vana. Nyaya idzi dzichatibatsira kuona kuti Jehovha anoda kuti tione sei basa rokuriritira mhuri uye kuti anotibatsira sei kuita basa iroro.
▪ Unonzwisisa Here Kuti Nei Jehovha Achititarisa?
Patinoverenga kuti “maziso aJehovha ari pose pose,” vamwe vedu tinganzwa sokuti Mwari anongotitarisa achida kuona kuti tiri kutevedzera mitemo yake here izvo zvingaita kuti titye. (Zvir. 15:3) Asi nyaya ino icharatidza kuti kutariswa kwatinoitwa naJehovha kungatibatsira sei munzira shanu.
KAVHA: MuIstanbul, imwe hama ichiparidzira munhu ari kuigera, ichimuratidza bhurocha raMashoko Akanaka
TURKEY
VAGARI VEMO
75 627 384
VAPARIDZI
2 312
VANODZIDZA BHAIBHERI
1 632
MUPARIDZI 1 ANE VANHU 32 711 VOKUPARIDZIRA
KUBVA MUNA 2004 NHAMBA YEMAPIYONA ENGUVA DZOSE MUTURKEY YAKAWEDZERA NE
165%