RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w14 3/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2014
w14 3/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

March 15, 2014

© 2014 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.

YOKUDZIDZA

MAY 5-11, 2014

Zvatingaita Kuti Tirambe Tichizvipira

PEJI 7 • NZIYO: 61, 25

MAY 12-18, 2014

Zvatingaita Kuti Tirambe Tichishumira Jehovha Tichifara

PEJI 12 • NZIYO: 74, 119

MAY 19-25, 2014

Remekedzai Vakwegura Vari Pakati Penyu

PEJI 20 • NZIYO: 90, 135

MAY 26, 2014–JUNE 1, 2014

Kuchengeta Vakwegura

PEJI 25 • NZIYO: 134, 29

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Zvatingaita Kuti Tirambe Tichizvipira

Pane chinogona kukanganisa kuzvipira kwedu tisingazvioni. Nyaya ino ichatibatsira kuona kuti chinhu ichocho chii uye kuti tingashandisa sei Bhaibheri kuti tichikurire.

▪ Zvatingaita Kuti Tirambe Tichishumira Jehovha Tichifara

Kuramba tichifara kungatibatsira kuti tirambe tichinamata Jehovha. Nei vamwe vachinetseka nepfungwa yokuti Mwari haavakoshesi? Chidzidzo chino chichatiratidza kuti tingashandisa sei Bhaibheri kuti tirambe tichifara.

▪ Remekedzai Vakwegura Vari Pakati Penyu

▪ Kuchengeta Vakwegura

Nyaya idzi dzinokurukura basa rinofanira kuitwa nemuKristu mumwe nomumwe uye ungano pakuchengeta hama nehanzvadzi dzakwegura uye voukama. Tichakurukurawo mazano anoshanda anokubatsirai kuita mabasa iwayo.

DZIMWEWO NYAYA

3 Kubatsira Voukama Kuti Vave Zvapupu

17 Kunamata Kwemhuri—Mungaitei Kuti Kunakidze?

30 Unoti ‘Hungu Asi Panguva Imwe Chete Uchiti Aiwa’ Here?

KAVHA: Zvimwe Zvapupu kuAustralia zvinofamba madaro akareba zvichienda kunoparidza mashoko akanaka kuvanhu vanogara uye vanoshanda munzvimbo dzinochengeterwa mombe dziri kure nemaguta

AUSTRALIA

VAGARI VEMO

23 192 500

VAPARIDZI

66 967

[Girafu riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe