RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania.

NYAYA DZICHADZIDZWA

DECEMBER 2-8, 2013

Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Mwari Ariko

PEJI 7 • NZIYO: 110, 15

DECEMBER 9-15, 2013

Ivai Varanda vaJehovha

PEJI 12 • NZIYO: 62, 84

DECEMBER 16-22, 2013

Zvatinodzidza Mumunyengetero Wakanyatsogadzirirwa

PEJI 21 • NZIYO: 68, 6

DECEMBER 23-29, 2013

Ita Zvinoenderana Nemunyengetero waJesu

PEJI 26 • NZIYO: 57, 56

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Zvinhu Zvakasikwa Zvinoratidza Kuti Mwari Ariko

Mwari asingaoneki akasika zvinhu zvose zvatinoona. Unonyatsodavira izvozvo here? Havasi vose vanozvidavira. Tingabatsira sei vamwe kuti vanzwisise chokwadi nezveMusiki uye isu tingasimbisawo sei kutenda kwedu kuti Mwari ariko? Nyaya ino ichatiratidza kuti izvozvo tingazviita sei.

▪ Ivai Varanda vaJehovha

VaKristu vanokurudzirwa kuti vashandire Jehovha. Nyaya iyi inotidzidzisa nezveurongwa hwaiva muMutemo waMosesi hwaiitirwa varanda, zvatingaita kuti tisave varanda vaSatani uye venyika yake uye kuti kuva varanda vaMwari vakatendeka kune mubayiro wei.

▪ Zvatinodzidza Mumunyengetero Wakanyatsogadzirirwa

▪ Ita Zvinoenderana Nemunyengetero waJesu

Kana tikafungisisa Shoko raMwari zuva nezuva, minyengetero yedu ichava yemwoyo wose. Nyaya yokutanga inoratidza kuti izvi zvakaitika sei vaRevhi pavainyengeterera vanhu vaMwari. Yechipiri inoratidza kuti tingaita sei zvinoenderana nemumwe munyengetero waJesu. Minyengetero yacho yose inotidzidzisa kuisa zvinodiwa naJehovha pokutanga tisati tataura zvedu.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuPhilippines

17 Kuvimba naJehovha Kwakandiwanisa Makomborero

31 Unogona Here Kuwedzera Pane Zvauri Kuita Pakunyevera Vamwe?

KAVHA: Muparidzi ari kuparidza muPanajachel, guta duku riri pedyo neLake Atitlan. Zvapupu zvaJehovha zviri muGuatemala zvinoparidza mashoko akanaka mumitauro 11 inotaurwa imomo kuwedzera kumutauro weSpanish

GUATEMALA

VAGARI VEMO:

15 169 000

VAPARIDZI:

34 693

VANODZIDZA BHAIBHERI:

47 606

[Girafi riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe