RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 9/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 9/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

September 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA DZOKUDZIDZA

OCTOBER 28, 2013–NOVEMBER 3, 2013

Zviyeuchidzo zvaJehovha Zvakavimbika

PEJI 7 • NZIYO: 64, 114

NOVEMBER 4-10, 2013

Farira Zviyeuchidzo zvaJehovha

PEJI 12 • NZIYO: 116, 52

NOVEMBER 11-17, 2013

Wakashandurwa Here?

PEJI 17 • NZIYO: 69, 106

NOVEMBER 18-24, 2013

Sarudza Nokuchenjera

PEJI 22 • NZIYO: 27, 83

NOVEMBER 25, 2013–DECEMBER 1, 2013

Kupayona Kunosimbisa Ukama Hwedu naMwari

PEJI 27 • NZIYO: 95, 104

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Zviyeuchidzo zvaJehovha Zvakavimbika

▪ Farira Zviyeuchidzo zvaJehovha

Jehovha agara achishandisa zviyeuchidzo kuti atungamirire vanhu vake. Zviyeuchidzo izvi zvinosanganisirei? Nyaya yokutanga inoratidza kuti nei tingavimba nezviyeuchidzo zvaMwari. Yechipiri inokurukura zvinhu zvitatu zvatingaita kuti tivimbe zvizere nezviyeuchidzo zvaJehovha.

▪ Wakashandurwa Here?

▪ Sarudza Nokuchenjera

Maonero edu uye zvisarudzo zvatinoita zvinonyanya kubva pamarererwo atakaitwa uye kwatinogara. Tingava sei nechokwadi kuti zvatinosarudza zvinoenderana nezvinodiwa naMwari? Uye chii chingatibatsira kuita zvatinenge tasarudza? Nyaya idzi dzichatibatsira kunyatsoongorora zvatinoita pakusarudza.

▪ Kupayona Kunosimbisa Ukama Hwedu naMwari

Tichakurukura kuti ukama hwomuKristu naJehovha hungasimbiswa sei nokupayona munzira sere. Kana uri kupayona, chii chichakubatsira kuti urambe uchipayona pasinei nematambudziko? Kana uchida kupayona uye uchida makomborero anobva pabasa iri, ungaitei?

DZIMWEWO NYAYA

3 Batsirwa Nendima dzeBhaibheri Dzinoratidza Musiyano Wezvinhu

32 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

KAVHA: Munharaunda yeAmazonas iri kuchamhembe kwePeru, kune mikana yakawanda yokuparidza zvisina kurongwa

PERU

VAGARI VEMO

29 734 000

VAPARIDZI

117 245

VAKABHABHATIDZWA MUMAKORE MASHANU APFUURA

28 824

KuPeru, mabhuku edu ari kushandurirwa mumitauro mitanhatu. Mapiyona chaiwo nemamishinari anopfuura 120 anoparidza mune mimwe mitauro isiri Spanish

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe