RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 8/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 8/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

August 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA DZICHADZIDZWA

SEPTEMBER 30, 2013–OCTOBER 6, 2013

Makatsveneswa

PEJI 3 • NZIYO: 125, 66

OCTOBER 7-13, 2013

Usambofa ‘Wakatsamwira Jehovha’

PEJI 10 • NZIYO: 119, 80

OCTOBER 14-20, 2013

Ngatirangarirane Uye Ngatikurudzirane

PEJI 18 • NZIYO: 124, 20

OCTOBER 21-27, 2013

Funga Kuti Unofanira Kuva Munhu Worudzii

PEJI 23 • NZIYO: 61, 43

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Makatsveneswa

Sevashumiri vaJehovha vakazvitsaurira, takatsveneswa kana kuti takasarudzwa kuti tiite basa dzvene. Munyaya ino tichakurukura chitsauko 13 chaNehemiya. Tichaongorora zvinhu zvina zvinogona kutibatsira kuti tirambe tiri vatsvene.

▪ Usambofa ‘Wakatsamwira Jehovha’

Munyaya ino tichaongorora zvinhu zvishanu zvinogona kuita kuti muKristu akavimbika ‘atsamwire Jehovha. (Zvir. 19:3) Uye tichakurukura muudzame nzira shanu dzinotibatsira kuti tisatombotange kupa Jehovha mhosva yematambudziko edu.

▪ Ngatirangarirane Uye Ngatikurudzirane

▪ Funga Kuti Unofanira Kuva Munhu Worudzii

Nyaya yokutanga ichakurukura zvatingaita kuti tibatsirane kuramba takashinga pasinei nematambudziko atingasangana nawo. Nyaya yechipiri inoratidza kuti tingabudirira sei kukunda miedzo inoshandiswa naSatani kukanganisa ukama hwedu naMwari.

DZIMWEWO NYAYA

8 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

9 Jehovha ‘Anonditakurira Mutoro Zuva Nezuva’

15 Vabereki—Dzidzisai Vana Venyu Kubvira Paucheche

28 Erisha Akaona Ngoro Dzomoto—Unodzionawo Here?

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

KAVHA: Vaparidzi voUmambo vari kuparidza paimba neimba muErap, mumwe wemisha iri munzvimbo dzine makomo dziri kwadzo dzoga muruwa rweMorobe kuPapua New Guinea

PAPUA NEW GUINEA

Vagari Vemo: 7 013 829

Avhareji Yevaparidzi: 3 770

Avhareji Yemapiyona Enguva Dzose: 367

Avhareji Yevanodzidza Bhaibheri: 5 091

Vakapinda Chirangaridzo Muna 2012: 28 909

Shanduro: Mitauro 14

Paavhareji muparidzi mumwe nomumwe akagamuchira vanhu vanenge vatanhatu vakauya kuChirangaridzo

[Girafu riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe