RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 7/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • YOKUDZIDZA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 7/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

July 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

YOKUDZIDZA

SEPTEMBER 2-8, 2013

“Tiudzei, Zvinhu Izvi Zvichaitika Rini?”

PEJI 3 • NZIYO: 128, 101

SEPTEMBER 9-15, 2013

“Tarirai! Ndinemi Mazuva Ose”

PEJI 9 • NZIYO: 30, 109

SEPTEMBER 16-22, 2013

Kupa Vakawanda Zvokudya Pachishandiswa Vashoma

PEJI 15 • NZIYO: 108, 117

SEPTEMBER 23-29, 2013

“Chokwadi Ndiani Muranda Akatendeka, Akangwara?”

PEJI 20 • NZIYO: 107, 116

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ “Tiudzei, Zvinhu Izvi Zvichaitika Rini?”

▪ “Tarirai! Ndinemi Mazuva Ose”

Nyaya idzi dzinokurukura zvikamu zvezvitsauko 24 ne25 zvaMateu. Dzine zvinhu zvakawanda zvajekeswa pamanzwisisiro atava kuita nguva yaizoitika zviitiko zviri muuprofita hwaJesu hwemazuva okupedzisira uye zviri mumufananidzo wake wegorosi nemasora. Nyaya idzi dzinotaurawo kuti kujekeswa uku kungatibatsira sei semunhu mumwe nomumwe.

▪ Kupa Vakawanda Zvokudya Pachishandiswa Vashoma

▪ “Chokwadi Ndiani Muranda Akatendeka, Akangwara?”

Jesu paaipa mapoka evanhu zvokudya uye paaipa vateveri vake zvokudya zvokunamata, akashandisa nzira imwe chete yokupa vanhu vakawanda zvokudya achishandisa vashoma. Nyaya yokutanga inotaura nezvevashoma vaakashandisa kupa zvokudya vateveri vake vakazodzwa munguva yevaapostora. Nyaya yechipiri inoongorora mubvunzo uyu unokosha: Mazuva ano ndivanaani vashoma vari kushandiswa naKristu kutipa zvokudya?

DZIMWEWO NYAYA

26 Nhengo Itsva yeDare Rinodzora

27 Tinoda Kushumira Jehovha Chero Kwatanzi Tiende

32 “Mufananidzo Uyu Wakanaka!”

KAVHA: Kuparidza paimba neimba muBukimba, Runda, Rwanda

RWANDA

Chapupu chimwe pavana voga voga munyika iyi chinoita basa roupiyona uye zvimwe Zvapupu zvose zvinoshingaira muushumiri zvokuti paavhareji muparidzi mumwe nomumwe anopedza maawa anenge 20 pamwedzi

ZVAPUPU

22 734

VANODZIDZA BHAIBHERI

52 123

VAKAPINDA CHIRANGARIDZO MUNA 2012

69 582

[Girafu riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe