RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 5/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 5/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

May 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA DZICHADZIDZWA

JULY 1-7, 2013

Ita Basa Rako soMuevhangeri

PEJI 3 • NZIYO: 103, 102

JULY 8-14, 2013

‘Unoshingairira Mabasa Akanaka’ Here?

PEJI 8 • NZIYO: 108, 93

JULY 15-21, 2013

Simbisai Imba Yenyu Nokukurukurirana Zvakanaka

PEJI 14 • NZIYO: 36, 87

JULY 22-28, 2013

Vabereki Nevana, Kurukurai Zvine Rudo

PEJI 19 • NZIYO: 88, 3

JULY 29, 2013–AUGUST 4, 2013

Chengetedza Nhaka Yako Nokusarudza Nokuchenjera

PEJI 26 • NZIYO: 14, 134

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Ita Basa Rako soMuevhangeri

Kuva muevhangeri kunorevei? Nyaya iyi ichapindura mubvunzo iwoyo uye inoratidza nei vanhu vachifanira kunzwa mashoko akanaka. Inotsanangurawo kuti tingabudirira sei kuita basa redu sevaevhangeri.

▪ ‘Unoshingairira Mabasa Akanaka’ Here?

Nyaya ino inokurukura zvinhu zviviri zvatingaita paku“shingairira mabasa akanaka” kuti vanhu vauye kuna Mwari. (Tito 2:14) Chimwe chacho ibasa redu rokuparidza. Uye chechipiri mufambiro wakanaka.

▪ Simbisai Imba Yenyu Nokukurukurirana Zvakanaka

▪ Vabereki Nevana, Kurukurai Zvine Rudo

Kukurukurirana zvakanaka kunokosha pakuita kuti murume nemudzimai vafare uye mhuri inakidzwe neupenyu. Nyaya yokutanga inotaura unhu hunogona kutibatsira kuti tikurukurirane zvakanaka. Yechipiri inoratidza zvingaitwa nevabereki nevana kuti vakunde zvipingamupinyi panyaya yokukurukura.

▪ Chengetedza Nhaka Yako Nokusarudza Nokuchenjera

VaKristu vakachengeterwa nhaka yakaita sei inobva kuna Mwari? Tinogona kudzidzei nezvenhaka yedu kubva pane zvakaitwa naIsau? Matanho api angatibatsira kuti tisarudze nokuchenjera panyaya yenhaka yedu? Mibvunzo iyi ichapindurwa munyaya ino.

DZIMWEWO NYAYA

13 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

24 Chinoita Kuti Upenyu Hwedu Huve Nechinangwa

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

KAVHA: Hanzvadzi dziri kuparidzira mutengesi wemuchitoro kuchamhembe kwakadziva kumadokero muLondon dzichishandisa mabhuku emutauro weGujarati

LONDON, ENGLAND

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe