RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 2/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 2/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

February 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA DZICHADZIDZWA

APRIL 1-7, 2013

Iyi Ndiyo Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari

PEJI 3 • NZIYO: 69, 28

APRIL 8-14, 2013

Unokoshesa Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari Here?

PEJI 8 • NZIYO: 22, 75

APRIL 15-21, 2013

Ramba Uri Mumupata waJehovha Unodzivirira

PEJI 17 • NZIYO: 133, 16

APRIL 22-28, 2013

Usarega Chero Chii Zvacho Chichiita Kuti Usakudzwa

PEJI 25 • NZIYO: 15, 61

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Iyi Ndiyo Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari

▪ Unokoshesa Nhaka Yedu Inobva Kuna Mwari Here?

Nyaya idzi dzichakurukura zvinhu zvinokosha zvenhaka yevanhu vaJehovha inosanganisira zvakawanda. Dzinoratidza kuti Mwari akachengetedza sei Shoko rake, kuti akakomborera sei kushandiswa kwezita rake, uye kuti akachengetedza sei chokwadi chake chinotidzivirira kuti tisatenda nhema dzechitendero.

▪ Ramba Uri Mumupata waJehovha Unodzivirira

Nyaya ino inotsanangura kuti mupata unodzivirira unotaurwa naZekariya 14:4 chii uye inoratidza nei tichifanira kuramba tiri mumupata iwoyo. Inokurukurawo kuti mvura mhenyu inotaurwa naZekariya 14:8 chii uye kuti tinobatsirwa sei nokuinwa.

▪ Usarega Chero Chii Zvacho Chichiita Kuti Usakudzwa

Nyaya ino inoratidza kuti tingakudzwa sei naJehovha. Inotsanangurawo kuti chii chingatitadzisa kukudzwa uye kuti kuramba tichitsvaka kukudzwa naMwari kunogona sei kubatsira vamwe.

DZIMWEWO NYAYA

13 Varindi vomuMuzinda waMambo Vanoparidzirwa

22 Ngwarira Zvinovavarirwa Nemwoyo

30 Aiva Wemhuri yekwaKayafasi

31 Kubva Mudura Renhoroondo Yedu

KAVHA: Muparidzi anogara muNamibia nechokuchamhembe kwakadziva kumadokero achiparidzira mukadzi wechiHimba. Vakadzi vechiHimba ndeverudzi runochengeta mombe uye havagari panzvimbo imwe chete. Vakadzi vacho vanozora bvudzi ravo neganda mukanyiwa unosanganisira dombo dzvuku rakakuyiwa

NAMIBIA

VAGARI VEMO

2 373 000

VAPARIDZI

2 040

VADZIDZI VEBHAIBHERI

4 192

[Girafu riri papeji 2]

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe