RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w13 1/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • NYAYA DZOKUDZIDZA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2013
w13 1/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

January 15, 2013

© 2013 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

NYAYA DZICHADZIDZWA

FEBRUARY 25, 2013–MARCH 3, 2013

Shinga Jehovha Anewe!

PEJI 7 • NZIYO: 60, 23

MARCH 4-10, 2013

Usarega Chero Chii Zvacho Chichikuendesa Kure naJehovha

PEJI 12 • NZIYO: 106, 51

MARCH 11-17, 2013

Ramba Uchiswedera Pedyo naJehovha

PEJI 17 • NZIYO: 52, 65

MARCH 18-24, 2013

Kushumira Mwari Tisingadembi

PEJI 22 • NZIYO: 91, 39

MARCH 25-31, 2013

Vakuru vechiKristu ‘Vanoshanda Pamwe Nesu Kuti Tifare’

PEJI 27 • NZIYO: 123, 53

NYAYA DZOKUDZIDZA

▪ Shinga—Jehovha Anewe!

Vanhu vakawanda vanotaurwa muMagwaro vakaratidza kutenda uye ushingi. Kana tikaongorora zvakaitika muupenyu hwavo, tichasimbiswa kuti tive nokutenda uye kuti tishumire Jehovha takashinga. Nyaya iyi inokurukura rugwaro rwedu rwegore rwa2013.

▪ Usarega Chero Chii Zvacho Chichikuendesa Kure naJehovha

▪ Ramba Uchiswedera Pedyo naJehovha

Kune zvakawanda muupenyu zvatisingagoni kuita zvokusarudza, zvakadai sevabereki, vakoma nevanin’ina uye nzvimbo yokuberekerwa. Izvi zvakasiyana neukama hwedu naJehovha. Tinogona kusarudza kuva pedyo naye kana kuenda kure naye. Nyaya idzi dzichakurukura zvinhu zvinomwe zvatisingafaniri kurega zvichitiendesa kure naJehovha muupenyu hwedu.

▪ Kushumira Mwari Tisingadembi

Tose zvedu tine zvatakaita zvatinoti dai tisina kuzviita saizvozvo. Zvisinei, hatifaniri kurega kudemba kwakadaro kuchitipedza simba iye zvino pakushumira Mwari. Munyaya ino, tichadzidza pane zvakaitika kumuapostora Pauro kuti tingaramba sei tichishumira Jehovha tisingadembi.

▪ Vakuru vechiKristu ‘Vanoshanda Pamwe Nesu Kuti Tifare’

Mutsamba yake yechipiri yaakanyorera vaKorinde, Pauro akavatsanangurira kuti iye neshamwari dzake dzepedyo vaiva ‘vashandi pamwe chete navo kuti vafare.’ (2 VaK. 1:24) Mashoko iwayo aPauro anonyanya kubatsira vakuru vechiKristu sei? Uye mumwe nomumwe wedu angaita sei kuti ungano ifare? Mhinduro dzemibvunzo iyoyo dzichakurukurwa munyaya ino.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda kuNorway

32 Akabudirira Pane Zvaainge Anyatsoronga

KAVHA: Imwe hama nemudzimai wayo vava pamudyandigere vachiitisa chidzidzo cheBhaibheri pavharanda muCamp Perrin. Dzimwe hama dzokuHaiti dzange dziri mhiri kwemakungwa kufanana nevaviri ava, dziri kudzokera kumusha kunoshumira kunonyanya kudiwa vaparidzi

HAITI

MUPARIDZI WEGA WEGA MUHAITI ANE VANHU VOKUPARIDZIRA

557

VAPARIDZI

17 954

VANODZIDZA BHAIBHERI NEVANHU

35 735

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe