RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. All rights reserved.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

NOVEMBER 26, 2012–DECEMBER 2, 2012

Kumirisana Nematambudziko Emazuva Ano Takashinga

PEJI 7 • NZIYO: 81, 33

DECEMBER 3-9, 2012

Unoratidza Mafungiro Akaita Sei?

PEJI 12 • NZIYO: 122, 124

DECEMBER 10-16, 2012

Teerera Mwari Ubatsirwe Nezvaakavimbisa

PEJI 22 • NZIYO: 129, 95

DECEMBER 17-23, 2012

Hungu Wako Ngaave Hungu

PEJI 27 • NZIYO: 63, 125

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 7-11

Tiri munguva ine matambudziko akakura. Nyaya ino ichatibatsira kuona zvatingadzidza pamienzaniso yevanhu vekare uye vemazuva ano vakasangana nematambudziko akakura. Ichatiratidzawo kushinga kwatingaita uye kuva nemaonero akanaka pasinei nezvingaitika.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 12-16

Mazuva ano nyika yakazara nemafungiro asingavaki. Munyaya ino, dzidza kuti ungadzivisa sei mafungiro uye maitiro anokanganisa ungano uye zvaungaita kuti uve nemafungiro anobatsira pakugarisana zvakanaka nevamwe.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 22-31

Nyaya yokutanga inotaura nezvevimbiso dzinokosha idzo Mwari akapika kuti aizozadzisa. Kuti tibatsirwe nevimbiso dzake, tinofanira kumuteerera uye kuita zvatinenge tavimbisa. Nyaya yechipiri inotaura mienzaniso yevanhu vakaita kuti Hungu wavo ave Hungu uye inokurudzira vaKristu vakabhabhatidzwa kuti vaite zvavakavimbisa pavakati Hungu panyaya inonyanya kukosha.—Mat. 5:37.

DZIMWEWO NYAYA

3 VAKAZVIPA NEMWOYO UNODA—KUBRAZIL

17 USHAMWARI HWAVA NEMAKORE 60 UYE HUCHARAMBA HURIPO NOKUSINGAPERI

32 KUKURUDZIRA KUNOBVA “MUMUROMO MEVANA”

KAVHA: Mapiyona maviri achiparidzira munzvimbo inopfuura nevanhu vakawanda muguta

TIMES SQUARE, MANHATTAN, NEW YORK CITY

600

MAPIYONA ANOSHANDA

12

MUNZVIMBO DZIRI MUMANHATTAN

55

UNGANO DZOSE DZIRI MUMANHATTAN

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe