RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 9/15 pp. 1-4
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 9/15 pp. 1-4

Zviri Mukati

September 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

OCTOBER 22-28, 2012

Kuguma Kuchaita Nyika Ino

PEJI 3 • NZIYO: 133, 132

OCTOBER 29, 2012–NOVEMBER 4, 2012

Rugare Kwemakore Ane Chiuru Uye Nokusingaperi!

PEJI 8 • NZIYO: 55, 134

NOVEMBER 5-11, 2012

Dzidza Pakushivirira kwaJehovha naJesu

PEJI 18 • NZIYO: 35, 90

NOVEMBER 12-18, 2012

“Hamuzivi Zuva Racho Kana Awa Yacho”

PEJI 23 • NZIYO: 43, 92

NOVEMBER 19-25, 2012

Jehovha Anounganidza Vanhu Vake Vanofara

PEJI 28 • NZIYO: 119, 118

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 3-12

Munguva pfupi pachaitika zviitiko zvinokosha. Nyaya idzi dzicharatidza zviitiko gumi zvatinofanira kufunga. Zvishanu zvacho zvine chokuita nokuparara kwenyika yaSatani uye zvimwe zvishanu zvine chokuita nokutangwa kwenyika itsva.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 18-22

Tose tine shungu dzokuti dai nyika ino yakaipa yaguma, Paradhiso yakagara yataurwa iuye. Pasinei nokuti wave wakamirira kwemwedzi kana kuti kwemakore, nei kushivirira kuchikosha? Nyaya ino ichatibatsira kuti tishivirire.

NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 23-27

Vashumiri vose vaMwari vanoda chaizvo kuti nyika ino yakaipa igume. Nyaya ino icharatidza kuti tinobatsirwa nokusaziva zuva kana awa pachauya mugumo.

NYAYA YOKUDZIDZA 5 MAPEJI 28-32

Magungano agara achikosha chaizvo mukunamata kwakachena. Nyaya ino inokurukura zvinhu zvinokosha pakunamata zvemagungano anotaurwa muBhaibheri neemazuva ano uye inotaurawo kubatsirwa kwatinoita nokuapinda.

DZIMWEWO NYAYA

13 Zvikoro Zvesangano—Zvinoratidza Rudo rwaJehovha

KAVHA: Hama dzokuPhilippines dzinoedza kuparidzira vanhu vose, semurume uyu ari pamudhudhudhu wake muchitsuwa cheLuzon chiri nechokumusoro

PHILIPPINES

VAPARIDZI VEMUPHILIPPINES

177 635

MAPIYONA ENGUVA DZOSE

29 699

VAKABHABHATIDZWA MUNA 2011

8 586

MITAURO INOSHANDURIRWA MABHUKU EDU

21

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe