RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 7/15 pp. 1-2
  • Yokudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yokudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 7/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

July 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

AUGUST 27, 2012–SEPTEMBER 2, 2012

Jehovha Ngaakutungamirire Kurusununguko Rwechokwadi

PEJI 7 • NZIYO: 107, 27

SEPTEMBER 3-9, 2012

Shumira Mwari Worusununguko

PEJI 12 • NZIYO: 120, 129

SEPTEMBER 10-16, 2012

“Ndingadedereswa Naaniko?”

PEJI 22 • NZIYO: 33, 45

SEPTEMBER 17-23, 2012

“Jehovha Mumwe Chete” Anounganidza Mhuri Yake

PEJI 27 • NZIYO: 53, 124

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 7-16

Jehovha anoda kuti vanhu vake vose vave norusununguko rwakakura. Munyaya idzi, ona kuti ari kutidzidzisa sei kuva vanhu vakasununguka. Onawo zviri kuitwa naSatani kuti atitorere rusununguko rwedu nokutiedza nerunonzi nenyika rusununguko.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 22-26

Chii chiri kuita kuti tirambe tichiparidza takashinga pasinei nokushorwa uye matambudziko akakura ezvoupfumi? Zvikonzero zvacho zvakawanda zvinotaurwa muPisarema 27 muri kutorwa nyaya ino.

NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 27-31

Urongwa hwaMwari hwokutarisira zvinhu huri kutoitwa iye zvino. Kuongorora dzimwe ndima dziri mutsamba yaPauro kuvaEfeso kuchatibatsira kuti tinzwisise chinangwa chourongwa uhwu uye kuti tiite zvinoenderana nahwo.

DZIMWEWO NYAYA

3 Vakazvipa Nemwoyo Unoda—kuEcuador

17 Jehovha Akandidzidzisa Kuita Kuda Kwake

32 “Zvandaida Zvazoitika”

KAVHA: Kuparidza mashoko akanaka muMutauro Wemasaini wokuBrazil muguta rinonzi Rio de Janeiro muComunidade da Rocinha

NDIMA YOMUTAURO WEMASAINI MUBRAZIL

UNGANO

358

MAPOKA

460

MATUNHU

18

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe