RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 6/15 pp. 1-2
  • Yokudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yokudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 6/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

June 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

JULY 30, 2012–AUGUST 5, 2012

Jehovha “Muzivisi Wezvinhu Zvakavanzika”

PEJI 7 • NZIYO: 114, 117

AUGUST 6-12, 2012

Jehovha Anozivisa “Zvinhu Zvinofanira Kukurumidza Kuitika”

PEJI 14 • NZIYO: 116, 54

AUGUST 13-19, 2012

Nei Tichifanira Kuisa Basa raJehovha Pokutanga?

PEJI 20 • NZIYO: 66, 103

AUGUST 20-26, 2012

“Vaitungamirirwa Nomudzimu Mutsvene”

PEJI 25 • NZIYO: 37, 95

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 7-18

Uprofita hupi huri muBhaibheri hungakubatsira kunzwisisa zvichaitika panyika munguva iri mberi? Nyaya idzi mbiri dzichaongorora uprofita hwechifananidzo chikuru chemuna Dhanieri chitsauko 2 uye chikara nemufananidzo wacho zviri muna Zvakazarurwa chitsauko 13 ne17. Ona kuti Bhaibheri rinotibatsira sei kunzwisisa zvichaitika mune ramangwana.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 20-24

Munhu paanobhabhatidzwa kuti ave muKristu, anenge achibvuma kuti achaisa zvinodiwa naMwari pokutanga muupenyu. Kufungisisa zvisarudzo zvakaitwa nevashumiri vaJehovha vakazvipira vanotaurwa muBhaibheri kunogona kutikurudzira kuongorora mashandisiro atinoita nguva yedu, simba nezvinhu zvedu.

NYAYA YOKUDZIDZA 4 MAPEJI 25-29

Nyaya iyi icharatidza kuti vaprofita nevanyori veBhaibheri “vaitungamirirwa nomudzimu mutsvene” sei, uye nei tingava nechokwadi chokuti rinobva kuna Mwari. (2 Pet. 1:21) Nyaya yacho inokurukurawo zvichatibatsira kuti tirambe tichikoshesa Bhaibheri.

DZIMWEWO NYAYA

3 Zvatakadzidza Mubasa Redu Dzvene

12 Madzimambo Masere Anoziviswa

19 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

30 Iva Akachenjera—Tsvaka “Kutungamirira Kwounyanzvi”

32 Mutsa Unodzora Hasha

Kavha: Kuti Zvapupu zvionane nevanhu vakawanda, zvinoparidzira munzvimbo dzakawanda nemumamiriro ezvinhu akasiyana-siyana. Izvi zvinosanganisira pamusika uyu uri mumvura muDamnoen Saduak.

THAILAND

VAGARI VEMO

66 720 000

VAPARIDZI

3 423

MAPIYONA ENGUVA DZOSE

824

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe