RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w12 4/15 pp. 1-2
  • Yokudzidza

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Yokudzidza
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
w12 4/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

April 15, 2012

© 2012 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania. Kudhinda kana kukopa pasina mvumo hazvibvumirwi.

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA

MAY 28, 2012–JUNE 3, 2012

‘Mwanakomana Anoda Kuzivisa nezvaBaba’

PEJI 3 • NZIYO: 106, 112

JUNE 4-10, 2012, 2012

Kusavimbika—Chimwe Chezvinhu Zvinoratidza Mazuva Ekupedzisira!

PEJI 8 • NZIYO: 63, 32

JUNE 11-17, 2012

Ramba Uine Mwoyo Wakakwana Kuna Jehovha

PEJI 13 • NZIYO: 52, 57

JUNE 18-24, 2012

Jehovha Anoziva Nzira Yokununura Nayo Vanhu Vake

PEJI 22 • NZIYO: 133, 131

JUNE 25, 2012–JULY 1, 2012

Jehovha Anotichengetedza Kuti Tiponeswe

PEJI 27 • NZIYO: 110, 60

CHINANGWA CHENYAYA DZICHADZIDZWA

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 3-7

Jesu akazivisa vadzidzi vake nevamwe nezvaBaba nenzira dzipi mbiri? Tingatevedzera sei Jesu pakuzivisa vamwe nezvaBaba vake? Nyaya ino ichatibatsira kupindura mibvunzo iyi.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 8-12

Kusavimbika kuri kwose kwose munyika mazuva ano, asi hakufaniri kuregwa kuchikanganisa rugare uye kubatana kwemhuri yechiKristu uye ungano. Nyaya ino icharatidza kuti tinogona kuramba takavimbika kuna Mwari uye kune mumwe nomumwe.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 13-17

Tinoratidza sei kuti mwoyo wedu wakakwana kuna Jehovha? Tinofanira kudzivirira mwoyo wedu pangozi ipi? Uye chii chichatibatsira kuti tirambe tiine mwoyo wakakwana? Uchawana mhinduro dzacho munyaya ino.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 22-31

Panguva ‘yokutambudzika kukuru,’ Satani achati nangananga nevanhu vaMwari. (Mat. 24:21) Nei tichigona kuva nechivimbo chokuti Jehovha achatinunura? Anotibatsira sei kuti tirambe takaperera kusvikira kumugumo? Uchawana mhinduro dzinosimbisa kutenda munyaya idzi.

DZIMWEWO NYAYA

18 Makore 70 Ndakabata Kumupendero Wenguo yomuJudha

32 Unoyeuka Here?

KAVHA: Hanzvadzi iri kugovera bhurocha mumutauro weInuktitut, pamahombekombe ane chando chakaoma eFrobisher Bay muIqaluit, Nunavut, Canada

CANADA

VAGARI VEMO

34 017 000

VAPARIDZI

113 989

BASA ROKUSHANDURA

Bazi rekuCanada rinoona nezvekushandurirwa kwemabhuku edu mumitauro 12 yeko

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe