RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w11 11/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
w11 11/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

November 15, 2011

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

December 26, 2011–January 1, 2012

‘Usavimba Nokunzwisisa Kwako’

PEJI 6

NZIYO DZICHAIMBWA: 133, 23

January 2-8, 2012

Kuti Uwane Upenyu Norugare, Famba Maererano Nomudzimu

PEJI 10

NZIYO DZICHAIMBWA: 83, 120

January 9-15, 2012

“Vagari Venguva Duku” Munyika Yakaipa

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 40, 85

January 16-22, 2012

Batsira Varume Kuti Vafambire Mberi Pakunamata

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 123, 95

January 23-29, 2012

Dzidzisai Vamwe Kuti Vakwanise Kushumira Muungano

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 45, 10

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 6-10

Uri kunyatsobatsirwa here nourongwa hwaMwari hwokunyengetera? Dzidza kuti munyengetero unogona sei kukubatsira paunenge uine zviri kukushungurudza, pakuita zvisarudzo zvinokosha, kana pakurwisa kuti ukunde miedzo.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 10-14

Muapostora Pauro akaudza vaKristu vokuRoma zvavaifanira kuisa pfungwa dzavo pazviri kuitira kuti vawane upenyu norugare. Dzidza kubatsirwa kwaungaitwa nezano raakavapa.

NYAYA YOKUDZIDZA 3 MAPEJI 16-20

Sezviri kuratidzwa munyaya ino, vanhu vakatendeka vomunguva yekare vakararama se“vagari venguva duku.” Ndizvo zvakaitawo vateveri vepakutanga vaJesu. Asi zvakadini nevaKristu vechokwadi vemazuva ano? Dzidza zvinorehwa nokurarama somugari wenguva duku munyika ino yakaipa.

NYAYA DZOKUDZIDZA 4, 5 MAPEJI 24-32

Pari kudiwa varume kuti vatungamirire pakunamata. Jesu akabatsira varume vakawanda kugamuchira mashoko akanaka uye vakazokwanisa kuva neropafadzo dzokushumira. Kana tikadzidza kuti akazviita sei, tichaona kubatsira kwatingaita varume vatinosangana navo muushumiri uye kubatsira kwatingaita varume vakabhabhatidzwa vari muungano kuti vavavarire kushandiswa musangano raJehovha.

DZIMWEWO NYAYA

3 Jehu Aishingairira Kunamata Kwakachena

15 “Ndakaremara, Asi Kwete Nokusingaperi!”

21 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

22 Unofarira “Ropafadzo Yokupa Nomutsa” Here?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe