RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w11 10/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
w11 10/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

October 15, 2011

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

November 28, 2011–December 4, 2011

Zvaunovaraidzwa Nazvo Zvinobatsira Here?

PEJI 8

NZIYO DZICHAIMBWA: 70, 74

December 5-11, 2011

Mazano Okuchenjera Kune Vari Muwanano Nevasiri

PEJI 13

NZIYO DZICHAIMBWA: 85, 36

December 12-18, 2011

Vimba naJehovha, “Mwari Wokunyaradza Kwose”

PEJI 23

NZIYO DZICHAIMBWA: 75, 115

December 19-25, 2011

‘Nyaradza Vose Vanochema’

PEJI 27

NZIYO DZICHAIMBWA: 68, 42

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 8-12

Kushandisa zvinotaurwa neBhaibheri kuchatibatsira kusarudza zvinotivaraidza zvinobatsira pasinei nekwatinogara. Nyaya ino ichakurukura kuti tingaongorora sei zvinotivaraidza.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 13-17

Zvinosarudzwa nemunhu panyaya yokuva nemba kana kusava nayo zvinogona kukanganisa upenyu hwake hwose uye ukama hwake naJehovha. Nyaya ino icharatidza kuti vashumiri vaMwari, vanemba kana vasina, vangashandisa sei mazano eBhaibheri ari muna 1 VaKorinde chitsauko 7 kuti vabatsirwe panyaya iyi inokosha youpenyu.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 23-31

Vashumiri vaJehovha nevamwewo vanosangana nezvinhu zvakawanda zvinotambudza mumazuva ano okupedzisira. Zvimwe zvacho ndezvipi? Vangawana kupi nyaradzo? Nyaya mbiri idzi dzinoratidza kuti Jehovha neZvapupu zvake vanonyaradza sei vanhu munguva ino izere nematambudziko.

DZIMWEWO NYAYA

3 “Rambai Makarinda”—Nei Zvichinyanya Kukosha?

5 Ngatifarei Pamwe Chete!

18 Ndinofadzwa Nokushumira Jehovha

32Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

[Vakatipa Mufananidzo uri papeji 2]

Globe: Courtesy of Replogle Globes

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe