RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w11 9/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
w11 9/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

September 15, 2011

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:

October 24-30, 2011

Jehovha Ndiye Mugove Wangu

PEJI 7

NZIYO DZICHAIMBWA: 38, 56

October 31, 2011–November 6, 2011

Uri Kuita Kuti Jehovha Ave Mugove Wako Here?

PEJI 11

NZIYO DZICHAIMBWA: 40, 85

November 7-13, 2011

Mhanya Nhangemutange Nokutsungirira

PEJI 16

NZIYO DZICHAIMBWA: 54, 135

November 14-20, 2011

“Mhanyai . . . Kuti Muuwane”

PEJI 20

NZIYO DZICHAIMBWA: 81, 129

November 21-27, 2011

Jehovha Anokuziva Here?

PEJI 25

NZIYO DZICHAIMBWA: 107, 4

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 7-15

Jehovha airevei paakaudza vaRevhi kuti: “Ini ndini mugove wako”? (Num. 18:20) VaRevhi ndivo chete vaiva neropafadzo iyoyo here? Isu nhasi tingaitawo kuti Jehovha ave mugove wedu here? Kana zvakadaro, tingazviita sei? Munyaya mbiri idzi tichaongorora kuti munhu angaita sei kuti Jehovha ave mugove wake.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 16-24

Nyaya idzi dzichatibatsira kuona kuhwina kwatingaita mubayiro woupenyu husingaperi munhangemutange yedu. Ndokupi kwatingawana rubatsiro nekurudziro? Ingozi dzipi uye zvinhu zvipi zvinopingirisha zvatinofanira kudzivisa? Chii chichatibatsira kushingirira kusvika tapedza kumhanya?

NYAYA YOKUDZIDZA 5 MAPEJI 25-29

Jehovha anoziva vashumiri vake vakatendeka seshamwari dzake. Chii chingatibatsira kuti tirambe tiine ukama hunokosha naJehovha? Nyaya ino ichatibatsira kuti tizviongorore.

DZIMWEWO NYAYA

3 Kuverenga Bhaibheri Ndiko Kunondipa Simba Muupenyu

30 Unogona Kuita saFiniyasi Here Kana Zvinhu Zvaoma?

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe