Zviri Mukati
August 15, 2011
Yokudzidza
NYAYA DZICHADZIDZWA MUVHIKI DZINOTEVERA:
September 26, 2011–October 2, 2011
Vakanga Vakamirira Kuuya kwaMesiya
PEJI 8
October 3-9, 2011
PEJI 12
October 10-16, 2011
Jehovha ndiMwari “Anopa Rugare”
PEJI 23
October 17-23, 2011
PEJI 27
Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
NYAYA DZOKUDZIDZA 1, 2 MAPEJI 8-16
Magwaro echiHebheru ane uprofita hwakawanda hunotaura nezvaMesiya. Kuongorora humwe hwacho kunoita kuti uzive Mesiya akapikirwa. Mashoko ari munyaya idzi anofanira kukubatsira muushumiri. Hapana mubvunzo kuti mashoko acho achasimbisawo kutenda kwaunoita shoko raJehovha rouprofita.
NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 23-31
Kubatana kwakaita Zvapupu zvaJehovha kunovasiyanisa nevamwe vose, uye hakuerekani kwavapo. Nyaya yokutanga ine mienzaniso yomuBhaibheri inotikurudzira kuti tive norugare nevamwe. Nyaya yechipiri inoratidza kuti tingavavarire sei kuva norugare.
DZIMWEWO NYAYA
3 Kushandisa Indaneti Nokuchenjera
6 Zvimwe Zvamungaita Pakunamata Kwemhuri Uye Pakudzidza Muri Moga
17 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
22 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi