RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • w11 3/15 pp. 1-2
  • Zviri Mukati

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zviri Mukati
  • Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Misoro Midiki
  • NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:
  • Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa
  • DZIMWEWO NYAYA
Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
w11 3/15 pp. 1-2

Zviri Mukati

March 15, 2011

Yokudzidza

NYAYA DZICHADZIDZWA VHIKI DZINOTEVERA:

May 2-8, 2011

Tungamirirwa Nomudzimu waMwari Kwete Wenyika

PEJI 8

NZIYO DZICHAIMBWA: 60, 71

May 9-15, 2011

Vimba naJehovha Sezvo Mugumo Uri Kuswedera

PEJI 12

NZIYO DZICHAIMBWA: 125, 48

May 16-22, 2011

Garai Makagadzirira!

PEJI 24

NZIYO DZICHAIMBWA: 54, 135

May 23-29, 2011

Ramba Wakamuka Sezvakaita Jeremiya

PEJI 28

NZIYO DZICHAIMBWA: 65, 43

Chinangwa Chenyaya Dzichadzidzwa

NYAYA YOKUDZIDZA 1 MAPEJI 8-12

Vanhu vakatipoteredza vanoratidza mudzimu wenyika, saka zvinoita here kuti tive vakasiyana? Nyaya iyi ichatibatsira kuona kukanganiswa kwatingaita nemudzimu wenyika. Tichakurukurawo zvatinodzidza pamuenzaniso waJesu nezvokugamuchira mudzimu waMwari.

NYAYA YOKUDZIDZA 2 MAPEJI 12-16

Kuvimba naJehovha kunorevei? Munyaya ino, tichaona kuti kunoreva zvinopfuura kungotenda chete zvipikirwa zvake zvenyika itsva. Kunosanganisira kubvuma kwedu nomwoyo wose nzira dzake nezvaanoda uye kuramba zvinodiwa nenyika.

NYAYA DZOKUDZIDZA 3, 4 MAPEJI 24-32

Nyaya idzi dzicharatidza zvakaitwa naNoa nemhuri yake, Mosesi, uye Jeremiya kuti vagare vakagadzirira kuita mabasa avo uye kuti vazoona kuzadziswa kwezvipikirwa zvaMwari. Ona zvidzidzo zvaungawana kubva kuvarume ava uye maonero avo.

DZIMWEWO NYAYA

3 Usazvinyengera Nokufunga Kwenhema

6 Mibvunzo Inobva Kuvaverengi

17 Zviripo Zvinoita Kuti Mufare

20 Usambofa Wakasiya Vaunonamata Navo

    Mabhuku eChiShona (1973-2026)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe